Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 11:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Munhu wose achadya imwe nyama yacho anofanira kusuka nguo dzake agova asina kuchena kusvikira manheru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Unodya citunha cayo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; nomunhu unotakura citunha cayo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Unodya chitunha chayo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko; nomunhu unotakura chitunha chayo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Munhu anodya nyama yayo, ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Munhu anotakura chitunha chayo ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Munhu anodya nyama yayo, ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Munhu anotakura chitunha chayo ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke,

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 11:40

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy