Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 11:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 “ ‘Asi kune dzimwe dzinongozeya kudya chete, kana kuti dzimwe dzine mahwanda akaparadzana chete, idzi hamufaniri kudzidya. Ngamera, kunyange ichizeya zvokudya, haina mahwanda akapatsanuka; haina kuchena kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Asi pakati peɀinodzeya, kana pakati peɀinamahwanda akaparadzana, regai kudya kamera, nokuti inodzeya, asi hainamahwanda akaparadzana; inofanira kuʋa cinhu cisina‐kunaka kwamuri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Asi pakati pezvinodzeya, kana pakati pezvinamahwanda akaparadzana, regai kudya kamera, nokuti inodzeya, asi haina mahwanda akaparadzana; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Asi dzinongozeya chete kana dzinongova netsimba rakapararana chete musadzidye sengamera inozeya asi haina matsimba akapararana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Asi dzinongozeya chete kana dzinongova netsimba rakapararana chete musadzidye sengamera inozeya asi haina matsimba akapararana.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 11:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy