Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 11:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Pane zvose zvinokambaira panyika, izvi hazvina kuchena kwamuri. Asi ani naani anozvibata kana zvafa achava akasviba kusvikira manheru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Iɀoɀo ɀinofanira kuʋa ɀisakanaka kwamuri pakati peɀose ɀinokambaira; aninani unoɀiɓata kana ɀakafa ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Izvozvo zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri pakati pezvose zvinokambaira; ani naani unozvibata kana zvakafa uchava usina kunaka kusvikira madeko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Izvozvi zvakan'ora kwamuri pakati pezvose zvinoita bvakanyira. Ani zvake anenge abata zvitunha zvazvo, achava akan'ora kudzamara zuva ridoke.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Izvozvi zvakan'ora kwamuri pakati pezvose zvinoita bvakanyira. Ani zvake anenge abata zvitunha zvazvo, achava akan'ora kudzamara zuva ridoke.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 11:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy