Mupiro 11:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Munogona kudya mhuka ipi zvayo ina mahwanda, akapararana zvachose, uye inozeya zvokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀose pakati pemhuka ɀinamahwanda akaparadzana, kana ɀinetȿoka dzakaparadzana, ɀinodzeya, muŋgaɀidya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvose pakati pemhuka zvinamahwanda akaparadzana, kana zvinetsoka dzakaparadzana, zvinodzeya, mungazvidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mungadye zvenyu mhuka ine tsimba rakanyatsopararana, dzinenge dziri mhuka dzinozeya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mungadye zvenyu mhuka ine tsimba rakanyatsopararana, dzinenge dziri mhuka dzinozeya. Viz kapitola |