Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 11:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 “ ‘Zvose zvipukanana zvinobhururuka, zvinofamba namakumbo mana zvinonyangadza kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀose ɀinamapapiro ɀicikambaira, ɀicifamba namakumbo manna, ɀinofanira kuʋa ɀinhu ɀinonyaŋgadza kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 “Zvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinofanira kuva zvinhu zvinonyangadza kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Tupukanana twose tunobhururuka, tunogara turi gurusvusvu tuine makumbo mana twakan'ora kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Tupukanana twose tunobhururuka, tunogara turi gurusvusvu tuine makumbo mana twakan'ora kwamuri.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 11:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy