Mupiro 11:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Chose chinhu chinorarama mumvura chisina zvimbi namakwati chinonyangadza kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀose ɀiri mumvura ɀisineɀimbi namakwande ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvose zviri mumvura zvisina zvimbi namakwande zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvose zvomumvura zvisina zvimbi namakwande zvakaipa kwazvo kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zvose zvomumvura zvisina zvimbi namakwande zvakaipa kwazvo kwamuri. Viz kapitola |