Mupiro 11:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye sezvo zvichinyangadza kwamuri hamufaniri kudya nyama yazvo uye munofanira kusema zvitunha zvazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ŋgaɀiʋe ɀinonyaŋgadza kwamuri; musadya nyama yaɀo, neɀitunha ɀaɀo ɀinofanira kuʋa cinhu cinonyaŋgadza kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ngazvive zvinonyangadza kwamuri; musadya nyama yazvo, nezvitunha zvazvo zvinofanira kuva chinhu chinonyangadza kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kwamuri, zvakaipa kwazvo, musadye nyama yazvo kana kubata zvako zvitunha zvazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kwamuri, zvakaipa kwazvo, musadye nyama yazvo kana kubata zvako zvitunha zvazvo. Viz kapitola |