Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 10:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Mozisi akati kuna Aroni navanakomana vake vakanga vasara, Ereazari naItamari, “Torai chipiriso chezviyo kubva pazvipiriso zvakaitirwa Jehovha nomoto, zvakagadzirwa pasina mbiriso mugochiisa parutivi pearitari nokuti chitsvene-tsvene.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino Mosesi wakataura naAroni naEreazari naItamari, ʋanakomana ʋake ʋakaŋga ʋasara, akati: Torai cipiriso coʋupfu cakasara paɀipiriso ɀakapisirwa Jehova nomŋoto, muɀidyire kurutiʋi rweartari ɀisinembiriso, nokuti ɀitȿene kwaɀo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino Mosesi wakataura naAroni naEreazari naItamari, vanakomana vake vakanga vasara, akati, “Torai chipiriso choupfu chakasara pazvipiriso zvakapisirwa Jehovha nomoto, muzvidyire kurutivi rweatari zvisina mbiriso, nokuti zvitsvene kwazvo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mosesi akataurira Aroni navanakomana vake vaviri vakanga vasara vainzi Ereaza naItamaru achiti, “Torai zvokudya zvomupiro wembesanwa zvinenge zvasara pamupiro unoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi, muzvidyire pedyo neatari zvisina mbiriso nokuti zvinoera kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mupiro 10:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy