Mupiro 10:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye munofanira kudzidzisa vaIsraeri mirayiro yose yavakapiwa naJehovha kubudikidza naMozisi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 munofanira kudzidzisa ʋana ʋaIsraeri mirairo yose yakarairwa naJehova nomuromo waMosesi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 munofanira kudzidzisa vana vaIsiraeri mirairo yose yakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Dzidzisai vaIsiraeri mirao yose yandakataura kwavari nomuromo waMosesi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Dzidzisai vaIsiraeri mirao yose yandakataura kwavari nomuromo waMosesi.” Viz kapitola |