Mupiro 1:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo vanakomana vaAroni vaprista vacharonga zvidimbu zvenyama, zvichisanganisira musoro namafuta pamusoro pehuni dzinenge dzichipfuta paaritari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ipapo ʋanakomana ʋaAroni, ʋaprista, ʋanofanira kugadzira nhindi, nomusoro, namafuta pamsoro pehuni dziri pamŋoto uri pamsoro peartari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ipapo vanakomana vaAroni, vapristi, vanofanira kugadzira nhindi, nomusoro, namafuta pamusoro pehuni dziri pamoto uri pamusoro peatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vana vaAroni vapristi ngavaronge nyama iya yatemwa-temwa zvose nomusoro wayo, namafuta ayo pamusoro pehuni dziri kubvira paatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vana vaAroni vapristi ngavaronge nyama iya yatemwa-temwa zvose nomusoro wayo, namafuta ayo pamusoro pehuni dziri kubvira paatari. Viz kapitola |