Mupiro 1:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jehovha akadana Mozisi akataura naye ari muTende Rokusangana akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jehova wakaɗana Mosesi, akataura naye ari mutente rokusoŋgana, akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jehovha wakadana Mosesi, akataura naye ari mutende rokusangana, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akadaidza Mosesi mutendhe rokusanganira akataura kwaari achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akadaidza Mosesi mutendhe rokusanganira akataura kwaari achiti, Viz kapitola |