Mika 7:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Usafara pamusoro pangu, iwe muvengi wangu! Kunyange ndakawira pasi, ndichasimuka. Kunyange ndigere murima, Jehovha achava chiedza changu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Usafara pamsoro paŋgu iwe muʋeŋgi waŋgu; kana ndikawira pasi, ndicasimuka ɀe; kana ndigere murima, Jehova ucaʋa ciedza caŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Usafara pamusoro pangu iwe muvengi wangu; kana ndikawira pasi, ndichasimukazve; kana ndigere murima, Jehovha achava chiedza changu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Muvengi wangu iwe, rega zvako kunditi toko waro. Kana dai ndikaputsikira pasi, ndichamuka, kana dai ndikagara zvangu murima Tenzi achava chiedza changu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Muvengi wangu iwe, rega zvako kunditi toko waro. Kana dai ndikaputsikira pasi, ndichamuka, kana dai ndikagara zvangu murima Tenzi achava chiedza changu. Viz kapitola |