Online Bible

- Reklamy -




Mika 7:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Nokuti mwanakomana anozvidza baba vake, mwanasikana anomukira mai vake, muroora anomukira vamwene vake; vavengi vomunhu ndivo vanhu vemhuri yake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti mŋanakomana unoɀidza ɓaɓa, mŋanasikana unomukira mai ʋake, nomukadzi womŋana ʋamŋene ʋake; ʋaʋeŋgi ʋomunhu ndiʋo ʋanhu ʋeimba yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Nokuti mwanakomana anozvidza baba, mwanasikana anomukira mai vake, nomukadzi womwana vamwene vake; vavengi vomunhu ndivo vanhu veimba yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 nokuti mwanakomana haachambooni baba vake sechinhu mwanasikana achimukirawo amai vake muroora achipandukira vamwene vake. Mhandu dzomunhu dzava vanhu vomumba make chaimo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 nokuti mwanakomana haachambooni baba vake sechinhu mwanasikana achimukirawo amai vake muroora achipandukira vamwene vake. Mhandu dzomunhu dzava vanhu vomumba make chaimo.

Viz kapitola kopírovat




Mika 7:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy