Online Bible

- Reklamy -




Mika 7:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ndiani Mwari akaita semi, anoregerera chivi uye anokanganwira kudarika kwavakasara venhaka yake? Hamugari makatsamwa nokusingaperi, asi munofarira kunzwira ngoni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ndianiko Mŋari wakafanana nemi, unokaŋganwira ɀakaipa, unopfuʋura kuɗarika kwaʋakasara ʋenhaka yake? Haaŋgagari akatsamŋa nokusiŋgaperi, nokuti unofarira kuʋa nenyasha.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Ndianiko Mwari akafanana nemi, anokanganwira zvakaipa, anopfuura kudarika kwavakasara venhaka yake? Haangagari akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira kuva nenyasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ndiani Mwari akaita semi anoregerera uipi anokanganwira vanhu kukanganisa kuchitsama chavakasara chenhaka yake. Iye haarambi akashatirwa narini narini nokuti chaanofarira kuita mwoyochena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Ndiani Mwari akaita semi anoregerera uipi anokanganwira vanhu kukanganisa kuchitsama chavakasara chenhaka yake. Iye haarambi akashatirwa narini narini nokuti chaanofarira kuita mwoyochena.

Viz kapitola kopírovat




Mika 7:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy