Online Bible

- Reklamy -




Mika 7:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Ipapo muvengi wangu achazviona uye achafukidzwa, iye akati kwandiri, “Aripiko Jehovha Mwari wako?” Meso angu achaona kuwa kwake; kunyange iye zvino achatsikwa pasi petsoka sematope mumigwagwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ipapo muʋeŋgi waŋgu ucaɀiʋona, kunyara kucafukidza iye unoti kwandiri: Jehova Mŋari wako uripiko? Meso aŋgu acamuʋona; ɀino ucatsikirwa pasi samatope ari panzira dzomumusha.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ipapo muvengi wangu achazviona, kunyara kuchafukidza iye anoti kwandiri, ‘Jehovha Mwari wako aripiko?’ Meso angu achamuona; zvino achatsikirwa pasi samatope ari panzira dzomumusha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ipapo vavengi vangu vachazviona, nyika igobatwa nenyadzi, nyika yaimbonditi, “Ko Tenzi, Mwari wako aripiko?” Ndichanyatsoitarisa nyika iyoyo izvozvo ichitsokodzerwa pasi samatope munzira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ipapo vavengi vangu vachazviona, nyika igobatwa nenyadzi, nyika yaimbonditi, “Ko Tenzi, Mwari wako aripiko?” Ndichanyatsoitarisa nyika iyoyo izvozvo ichitsokodzerwa pasi samatope munzira.

Viz kapitola kopírovat




Mika 7:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy