Mika 7:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Inhamoi yandinayo! Ndafanana nouya anounganidza michero yezhizha inosara mumunda wemizambiringa pakukohwa; hapana sumbu ramazambiringa rokudya, kana maonde okutanga andinopanga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndinenhamo ini! nokuti ndaʋa sapaŋguʋa kana ɀiɓereko ɀezhezha ɀakohwiwa, kana ɀakasara ɀamazambiriŋga ɀaʋuŋganidzwa; hakucinesumbu rimŋe riŋgadyiwa, mŋeya waŋgu unopaŋga ʋonde rinotaŋga kuibva. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 “Ndine nhamo ini! Nokuti ndava sapanguva kana michero yakapera kukohwiwa, kana zvakasara zvamazambiringa zvaunganidzwa; hakuchine sumbu rimwe ringadyiwa, mweya wangu unopanga muchero womuonde waibva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Maiwe zvangu inga ndawira ini, nokuti ndaita senguva yezhizha iya yokunge michero yapera kutanhwa, senguva yokunge magirepisi apera kufuhwiwa, kusisina zvako kana chisumbu chokuti udye, kusisinawo maonde okutangisisa kuibva andinodisisa aya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Maiwe zvangu inga ndawira ini, nokuti ndaita senguva yezhizha iya yokunge michero yapera kutanhwa, senguva yokunge magirepisi apera kufuhwiwa, kusisina zvako kana chisumbu chokuti udye, kusisinawo maonde okutangisisa kuibva andinodisisa aya. Viz kapitola |