Mika 6:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Akakuratidza, iwe munhu, kuti zvakanaka ndezvipi. Uye ndezvipi zvinodiwa naJehovha kubva kwauri? Kuita zvakarurama uye kufarira kunzwira ngoni, nokufamba naMwari wako wakazvininipisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iye wakakuziʋisa, iwe munhu, kuti ɀakanaka ndeɀipi; cinotȿakwa naJehova kwauri cinyiko, asi kuti uite ɀakarurama, uɗe ʋunyoro, ʋuye ufambe uciɀininipisa pamberi paMŋari wako? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Iye wakakuzivisa, iwe munhu, kuti zvakanaka ndezvipi; chinotsvakwa naJehovha kwauri chinyiko, asi kuti uite zvakarurama, ude unyoro, uye ufambe uchizvininipisa pamberi paMwari wako? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Inga wakaudzwa wani, nhai munhu kuti zvakanaka ndezvipi; uye kuti Tenzi anoda kuti uitei, zvaanoda dzezvizvi zvokuti: uite zvine ruenzaniso, uye zvomwoyochena zvikupinde muropa nokufambawo naMwari wako wakazvirereka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Inga wakaudzwa wani, nhai munhu kuti zvakanaka ndezvipi; uye kuti Tenzi anoda kuti uitei, zvaanoda dzezvizvi zvokuti: uite zvine ruenzaniso, uye zvomwoyochena zvikupinde muropa nokufambawo naMwari wako wakazvirereka. Viz kapitola |