Online Bible

- Reklamy -

Mika 6:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Vanhu vangu, rangarirai zvakaranganwa naBharaki mambo weMoabhu nezvakapindurwa naBharamu mwanakomana waBheori. Rangarirai rwendo rwenyu kubva kuShitimu kusvika kuGirigari, kuti mugoziva mabasa akarurama aJehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Haiwa, ʋanhu ʋaŋgu, raŋgarirai ɀino ɀakaraŋganwa naBaraki mambo waMoabi, ʋuye ɀaakapindurwa naBarami mŋanakomana waBeori; raŋgarirai ɀakaitwa kubva paShitimi kuȿikira Girgari, kuti muziʋe ɀakarurama ɀamakaitirwa naJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Aiwa, vanhu vangu, rangarirai zvino zvakaranganwa naBharaki mambo waMoabhi, uye zvaakapindurwa naBharami mwanakomana waBheori; rangarirai zvakaitwa kubva paShitimi kusvikira Girigari, kuti muzive zvakarurama zvamakaitirwa naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vanhu vangu, rangarirai zviya zvakanga zvarongwa naBharuki mambo weMoabhu nemhinduro iya yaakapiwa naBhiriamu mwanakomana waBheori. Rangarirai zviya zvakaitika kubvira kuShitimu kusvikira kuGirigari kuitira kuti muzive mabasa akarurama aTenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mika 6:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy