Mika 5:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Uye iye achava rugare rwavo. MuAsiria paacharwisa nyika yedu agofamba achipfuura nomunhare dzedu, tichamumutsira vafudzi vanomwe kuti vamurwise kunyange vatungamiri vasere vavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Iye ucaʋa rugare rweɗu. Kana muAsiria acipinda munyika yeɗu, kana acitsika mudzimba dzeɗu dzoʋushe, ticamutsa ʋafudzi ʋanomŋe namacinda masere pakati paʋanhu kuti ʋarwe naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Iye achava rugare rwedu. Kana muAsiria achipinda munyika yedu, kana achitsika mudzimba dzedu dzoushe, tichamutsa vafudzi vanomwe namachinda masere pakati pavanhu kuti varwe naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Iyeyu ndiye achatozovawanisa rugare. Patichapindirwa neAsiria munyika medu ichitsokodzera zvayo munzvimbo dzedu, tichaimutsira vokutifudza vanomwe vokuonana nayo, makurukota chaiwo avanhu, kana kutoita masere chaiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Iyeyu ndiye achatozovawanisa rugare. Patichapindirwa neAsiria munyika medu ichitsokodzera zvayo munzvimbo dzedu, tichaimutsira vokutifudza vanomwe vokuonana nayo, makurukota chaiwo avanhu, kana kutoita masere chaiwo. Viz kapitola |