Mika 3:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 munodya nyama yavanhu vangu, munobvisa ganda ravo, muchivhuna mapfupa avo kuita zvidimbu; munovatema-tema senyama yokuisa mupani, senyama yomuhari?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 imi, munodya ʋo nyama yaʋanhu ʋaŋgu, muciȿuʋura ganda raʋo, munovuna mafupa aʋo, muciaguranya, seɀinoiswa muhari, senyama iri mugate. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 imi, munodyawo nyama yavanhu vangu, muchisvuura ganda ravo, munovhuna mapfupa avo, muchiaguranya, sezvinoiswa muhari, senyama iri mugate. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Munodya vanhu vangu nyama, muchivakwatura ganda imi. Muchivatyora-tyora mapfupa muchivajajada senyama mupoto, senyama zvayo mumazibhodho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Munodya vanhu vangu nyama, muchivakwatura ganda imi. Muchivatyora-tyora mapfupa muchivajajada senyama mupoto, senyama zvayo mumazibhodho. Viz kapitola |