Online Bible

- Reklamy -




Mika 2:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Vaprofita vavo vanoti, “Musaprofita, musaprofita pamusoro pezvinhu izvi; kunyadziswa hakungatibati.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Regai kuprofita — ndiɀo ɀaʋanoprofita iʋo. Kana ʋasiŋgaprofiti pamsoro peɀinhu iɀi, kushoʋora kwaʋo hakuŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Regai kuporofita ndizvo zvavanoporofita ivo. Kana vasingaporofiti pamusoro pezvinhu izvi, kushoora kwavo hakungaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Vanoparidza vachiti, “Musaparidze. Rega kuparidza zvinhu zvakadaro. Hapana chinotinyadzisa chichatiwira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Vanoparidza vachiti, “Musaparidze. Rega kuparidza zvinhu zvakadaro. Hapana chinotinyadzisa chichatiwira.”

Viz kapitola kopírovat




Mika 2:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy