Online Bible

- Reklamy -




Mika 2:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Naizvozvo muchashayiwa munhu kana mumwe, muungano yaJehovha, kuti agove nyika nemijenya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Saka iwe ucashaiwa munhu unokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paʋuŋgano yaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Saka iwe uchashaiwa munhu anokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paungano yaJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo.

Viz kapitola kopírovat




Mika 2:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy