Online Bible

- Reklamy -




Mika 2:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Uyo achaparura nzira achaenda pamberi pavo; vachapwanya napasuo vagobuda panze. Mambo wavo achapfuura ari pamberi pavo, Iye Jehovha achivatungamirira.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Mupasanuri wakaʋatuŋgamirira; ʋakapasanura, ʋakapfuʋurira kusuʋo, ʋakaɓuɗa na’po; mambo waʋo wakaʋatuŋgamirira, Jehova ari pamberi paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Mupasanuri wakavatungamirira; vakapasanura, vakapfuurira kusuo, vakabuda napo; mambo wavo wakavatungamirira, Jehovha ari pamberi pavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Iye achavavhurira nzira, ndiye achavatungamirira vachityora napasuo guru vobuda napo. Mambo wavo, Tenzi ndiye achavatungamirira ari mberi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Iye achavavhurira nzira, ndiye achavatungamirira vachityora napasuo guru vobuda napo. Mambo wavo, Tenzi ndiye achavatungamirira ari mberi.”

Viz kapitola kopírovat




Mika 2:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy