Mika 1:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pfuurai muende musina kupfeka mukunyara, imi munogara muShafiri. Avo vanogara muZaanani havangabudi kunze. Bheti Ezeri riri mukuchema; kudzivirirwa kwaro kwabviswa kubva kwariri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Cibva uende, iwe ugere Shafiri, wakashama ucinyara; ugere Zaanani haana‐kuɓuɗa; kuwuŋgudza kweBeti‐ezeri kucakutorera pokumira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Chibva uende, iwe ugere Shafiri, wakashama uchinyara; agere Zaanani haana kubuda kuungudza paBheti-ezeri kuchakutorera pokumira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pfuurai zvenyu nenzira, imi vagari vokuShafiri, musina chamakapfeka muchinyara. Kuva vagari vokuZaanani zvokubuda hapana. Kuungudza kweBhetiezeri, kuchakubvisirai chamunofunga kumira nacho ikoko Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pfuurai zvenyu nenzira, imi vagari vokuShafiri, musina chamakapfeka muchinyara. Kuva vagari vokuZaanani zvokubuda hapana. Kuungudza kweBhetiezeri, kuchakubvisirai chamunofunga kumira nacho ikoko Viz kapitola |