Mateo 9:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vanhu vazhinji pavakazviona, vakazadzwa nokutya uye vakarumbidza Mwari uyo akanga apa simba rakadai kuvanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakatya, ʋakarumbidza Mŋari, wakapa ʋanhu simba rakaɗai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vanhu vazhinji vakati vachizviona, vakatya, vakarumbidza Mwari, akapa vanhu simba rakadai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Gungano riya parakazviona rakatya rikarumbidza Mwari akanga apa simba rakadaro kuvanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Gungano riya parakazviona rakatya rikarumbidza Mwari akanga apa simba rakadaro kuvanhu. Viz kapitola |