Mateo 9:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndezvipi zvakareruka, kuti, ‘Zvivi zvako waregererwa,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe’? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti cinyiko cakareruka, kuti: Wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako, kana kuti: Simuka, ufambe? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti chinyiko chakareruka, kuti, ‘Wakaregererwa zvivi zvako,’ kana kuti, ‘Simuka, ufambe?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ko chakareruka ndechipi kuti, ‘Zvitadzo zvako zvaregererwa.’ Kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ko chakareruka ndechipi kuti, ‘Zvitadzo zvako zvaregererwa.’ Kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ Viz kapitola |