Online Bible

- Reklamy -




Mateo 9:37 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Ipapo akati kuvadzidzi vake, “Kukohwa kukuru asi vashandi vashoma.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino akati kuʋadzidzi ʋake: Ɀirokwaɀo kuceka kukuru, asi ʋaɓati ʋashoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvino akati kuvadzidzi vake, “Zvirokwazvo kukohwa kukuru, asi vakohwi vashoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Ipapo akati kuna vadzidzi vake, “Zvinoda kukohwiwa zvakawanda asi vakohwi vashoma,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Ipapo akati kuna vadzidzi vake, “Zvinoda kukohwiwa zvakawanda asi vakohwi vashoma,

Viz kapitola kopírovat




Mateo 9:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy