Mateo 9:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Asi vaFarisi vakati, “Anodzinga madhimoni nomukuru wamadhimoni.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Asi ʋaFarise ʋakati: Unoɓuɗisa mŋeya yakaipa nomukuru wemŋeya yakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Asi vaFarisi vakati, “Anobudisa mweya yakaipa nomukuru wemweya yakaipa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi vaFarisei vakati, “Anodzinga mweya yakaipa nesimba rejinda roMweya yakaipa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Asi vaFarisei vakati, “Anodzinga mweya yakaipa nesimba rejinda roMweya yakaipa.” Viz kapitola |