Mateo 9:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo akabata meso avo uye akati, “Maererano nokutenda kwenyu, ngazviitwe kwamuri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino wakaɓata meso aʋo, akati: Muitirwe pamakatenda napo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino akabata meso avo, akati, “Muitirwe sokutenda kwenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Akabata maziso avo akati, “Ngazviitwe kwamuri sokutenda kwenyu.” Maziso avo akabva azaruka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Akabata maziso avo akati, “Ngazviitwe kwamuri sokutenda kwenyu.” Maziso avo akabva azaruka. Viz kapitola |