Mateo 9:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Hapana munhu anosonera chigamba chitsva panguo tsaru, nokuti chigamba chichabvarura nguo iya, buri racho richizobva ranyanya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Hakunomunhu unoisa ciremo citȿa paŋguʋo yakasakara; nokuti cakasonerwa cinobvarura ŋguʋo, ʋuri rikanyanya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Hakuna munhu anoisa chiremo chitsva panguo yakasakara; nokuti chakasonerwa chinobvarura nguo, buri rikanyanya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Hakuna munhu anosonerera chiremo chejira idzva pahanzu tsaru. Chigamba chinotobvarura hanzu tsaru iya. Ichitobva yanyanya kubvaruka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Hakuna munhu anosonerera chiremo chejira idzva pahanzu tsaru. Chigamba chinotobvarura hanzu tsaru iya. Ichitobva yanyanya kubvaruka. Viz kapitola |