Mateo 8:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mukuru wezana akapindura akati, “Ishe, handina kukodzera kuti imi mupinde mumba mangu. Asi ingotaurai henyu shoko, uye muranda wangu achapora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mukuru wezana akapindura, akati: Ishe, handina‐kufanirwa kuti mupinde mumba maŋgu; asi taurai henyu shoko rimŋe cete, muranda waŋgu ucapora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Mukuru wezana akapindura, akati, “Ishe, handina kufanirwa kuti mupinde mumba mangu; asi taurai henyu shoko rimwechete, muranda wangu achapora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi mutungamiri wezana uya akamupindura achiti, “Tenzi handikodzeri kuti mupinde mumba mangu, ingotaurai zvenyu izwi chete, muranda wangu achapora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi mutungamiri wezana uya akamupindura achiti, “Tenzi handikodzeri kuti mupinde mumba mangu, ingotaurai zvenyu izwi chete, muranda wangu achapora. Viz kapitola |