Mateo 8:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Madhimoni akakumbirisa Jesu achiti, “Kana mukatidzinga, titumirei muboka renguruve.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Mŋeya yakaipa ikakumbira ɀikuru kwaari, iciti: Kana mucitiɓuɗisa, mutitumire kuɓoka reŋguruʋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Mweya yakaipa ikakumbira zvikuru kwaari, ichiti, “Kana muchitibudisa, mutitumire kuboka renguruve.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mweya yakaipa iya yakamukumbira kuti kana watidzinga, tidzingire mudanga renguruve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Mweya yakaipa iya yakamukumbira kuti kana watidzinga, tidzingire mudanga renguruve. Viz kapitola |