Mateo 8:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Varume ava vakashamiswa uye vakabvunza vachiti, “Munhu akaita seiko uyu? Kunyange mhepo namafungu zvinomuteerera!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋanhu ʋakashamiswa, ʋakati: Uyu munhu kunyi, ɀaanotererwa nemitutu neguŋgwa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Vanhu vakashamiswa, vakati, “Uyu munhu kunyi, zvaanotererwa nedutu negungwa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vanhu vakashamiswa vakati, “Munhu uyu, munhu rudzii uyu, anototeererwa kunyange nemhepo negungwa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vanhu vakashamiswa vakati, “Munhu uyu, munhu rudzii uyu, anototeererwa kunyange nemhepo negungwa?” Viz kapitola |