Online Bible

- Reklamy -




Mateo 8:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Mumwewo mudzidzi akati, “Ishe chimboregai nditange ndambonoviga baba vangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Mumŋe waʋadzidzi akati kwaari: Ishe, nditenderei henyu, ndimbondoʋiga ɓaɓa ʋaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Mumwe wavadzidzi akati kwaari, “Ishe, nditenderei henyu, ndimbondoviga baba vangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mumwewo akanga ari mudzidzi wake, akati kwaari, “Tenzi regai nditange ndambondoviga baba vangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Mumwewo akanga ari mudzidzi wake, akati kwaari, “Tenzi regai nditange ndambondoviga baba vangu.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 8:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy