Mateo 8:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Jesu akapindura achiti, “Makava ane mwena yawo, shiri dzina matendere adzo, asi Mwanakomana woMunhu haana paangatsamidza musoro wake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Jesu akati kwaari: Mhuŋgubge dzinemŋena, neshiri dzokuɗeŋga dzinamatendere: asi Mŋanakomana womunhu haana‐paaŋgatsamidza musoro wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Jesu akati kwaari, “Makava ana mawena, neshiri dzokudenga dzina matendere; asi Mwanakomana womunhu haana paangatsamidza musoro wake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu akati kwaari, “Makava ana maguru, shiri dzedenga dzina matendere; asi Mwanakomana womunhu haana pokutsamira musoro wake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Jesu akati kwaari, “Makava ana maguru, shiri dzedenga dzina matendere; asi Mwanakomana womunhu haana pokutsamira musoro wake.” Viz kapitola |