Mateo 8:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Izvi zvaizadzisa zvakanga zvataurwa kubudikidza nomuprofita Isaya zvichinzi: “Akatakura utera hwedu hwose uye akatakura zvirwere zvedu zvose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kuti ɀiitike ɀakarebga nomuprofita Isaya, aciti: Iye wakatora ʋutera bgeɗu, akatakura marwere eɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Kuti zviitike zvakarehwa nomuporofita Isaya, achiti, “Iye akatora utera hwedu, akatakura zvirwere zvedu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akaita izvi kuti azadzise zvakataurwa nomuporofita Isaya zvokuti, “Akabvisa zvirwere zvedu akatakura matenda edu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akaita izvi kuti azadzise zvakataurwa nomuporofita Isaya zvokuti, “Akabvisa zvirwere zvedu akatakura matenda edu.” Viz kapitola |