Mateo 7:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti munhu wose anokumbira anopiwa, anotsvaka anowana; uye anogogodza anozarurirwa musiwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti mumŋe nomumŋe unokumbira unopiwa; unotȿaka unowana; unogogodza unozarurirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Nokuti mumwe nomumwe anokumbira anopiwa; anotsvaka aNowana; anogogodza anozarurirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa. Viz kapitola |