Mateo 7:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Iwe munyengeri, tanga wabvisa puranga riri muziso rako, ipapo unozoona zvakanaka kuti ukwanise kubvisa kabanzu kari muziso rehama yako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Iwe munyeŋgeri, taŋga kubvisa ɗanda muziso rako; ugoʋona kwaɀo kubvisa ruɓanzu muziso rehama yako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Iwe munyengeri, tanga kubvisa danda muziso rako; ugoona kwazvo kubvisa kabanzu muziso rehama yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Iwe munyengedzi, tanga wabvisa danda riri muziso rako. Ipapo unenge wava kunyatsoona kubvisa kabanzu kari muziso rehama yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Iwe munyengedzi, tanga wabvisa danda riri muziso rako. Ipapo unenge wava kunyatsoona kubvisa kabanzu kari muziso rehama yako. Viz kapitola |