Online Bible

- Reklamy -




Mateo 7:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi vazhinji vaivapo vakashamiswa nokudzidzisa kwake,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Jesu wakati apedza mashoko iwaya, ʋanhu ʋazhinji ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Jesu akati apedza mashoko iwaya, vanhu vazhinji vakashamiswa nokudzidzisa kwake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Jesu paakangopedza mashoko aya gungano riya ravanhu rakashamiswa norudzidziso rwake

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Jesu paakangopedza mashoko aya gungano riya ravanhu rakashamiswa norudzidziso rwake

Viz kapitola kopírovat




Mateo 7:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy