Mateo 7:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Asi munhu wose anonzwa mashoko angu aya akasaaita, akafanana nomurume benzi akavakira imba yake mujecha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mumŋe nomumŋe unonzwa mashoko aŋgu awa, akasaaita, uŋgafananidzwa nomurume ɓenzi, wakaʋaka imba yake pajeca. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Mumwe nomumwe anonzwa mashoko angu awa, akasaaita, angafananidzwa nomurume benzi, akavaka imba yake pajecha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Munhu wose anonzwa mazwi angu aya, asingaachengeti, akaita somurume benzi akavakira imba yake pajecha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Munhu wose anonzwa mazwi angu aya, asingaachengeti, akaita somurume benzi akavakira imba yake pajecha. Viz kapitola |