Mateo 7:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Muti wose usingabereki michero yakanaka unotemwa uye ugokandwa mumoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Muti mumŋe nomumŋe usiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakanaka, unotemŋa, ukakandirwa mumŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Muti mumwe nomumwe usingabereki michero yakanaka, unotemwa, ukakandirwa mumoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Muti wose usingabereki muchero wakanaka unotemwa uchikandwa mumoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Muti wose usingabereki muchero wakanaka unotemwa uchikandwa mumoto. Viz kapitola |