Mateo 7:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Muti wakanaka haungabereki michero yakaipa, nemuti wakaipa haungabereki michero yakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Muti wakanaka hauŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakaipa, nomuti wakaipa hauŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Muti wakanaka haungabereki michero yakaipa, nomuti wakaipa haungabereki michero yakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Muti wakanaka haungabereki muchero wakaipa; mutiwo wakaipa haungabereki muchero wakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Muti wakanaka haungabereki muchero wakaipa; mutiwo wakaipa haungabereki muchero wakanaka. Viz kapitola |