Mateo 6:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Naizvozvo musafunganya nezvamangwana nokuti mangwana achazvifunganyira zvawo. Zuva rimwe nerimwe rine nhamo dzaro dzakarikwanira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Naiɀoɀo musafuŋganya pamsoro peɀamaŋgwana; nokuti maŋgwana acaɀifuŋganyira ɀawo; zuʋa rimŋe nerimŋe rinokwanirwa nenhamo yaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Naizvozvo musafunganya pamusoro pezvamangwana; nokuti mangwana achazvifunganyira zvawo; zuva rimwe nerimwe rinokwanirwa nenhamo dzaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 “Nezvo musazvidye mwoyo nezvamangwana nokuti mangwana achazvionera oga, zuva roga roga rine nhamo dzaro dzakarikwanira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 “Nezvo musazvidye mwoyo nezvamangwana nokuti mangwana achazvionera oga, zuva roga roga rine nhamo dzaro dzakarikwanira.” Viz kapitola |