Mateo 6:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi pamunotsanya, zorai mafuta mumisoro yenyu uye mugogeza kumeso kwenyu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi iwe, kana uciɀinyima ɀokudya, zodza musoro wako, ushambe ciso cako; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Asi iwe, kana uchizvinyima zvokudya, zodza musoro wako, ugeze chiso chako; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Asi kana imi motsanya, zorai musoro mafuta, mushambe uso hwenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Asi kana imi motsanya, zorai musoro mafuta, mushambe uso hwenyu; Viz kapitola |