Mateo 5:38 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsiviwa neziso, uye zino rinotsiviwa nezino.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Makanzwa kuti ɀakanzi: Ziso rinotsibga neziso, zino nezino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsihwa neziso, zino nezino.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino. Viz kapitola |