Online Bible

- Reklamy -




Mateo 5:36 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Uye usapika nomusoro wako nokuti haugoni kuita kuti bvudzi rimwe chete rive jena kana dema.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Usapika kana nomusoro wako, nokuti haugoni kushandura ruvudzi rumŋe kuti ruʋe rucena kana rutema.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Usapika kana nomusoro wako, nokuti haugoni kushandura ruvhudzi rumwe kuti ruve ruchena kana rutema.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Usapike nomusoro wako nokuti haugoni kusandura ruvhudzi rwako kuti ruve ruchena kana rutema.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Usapike nomusoro wako nokuti haugoni kusandura ruvhudzi rwako kuti ruve ruchena kana rutema.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 5:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy