Mateo 5:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nenzira imwe cheteyo, chiedza chenyu ngachivhenekere pamberi pavanhu kuti vaone mabasa enyu akanaka, vagokudza Baba venyu vari kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Saiɀoɀo ciedza cenyu ŋgacivenekere pamberi paʋanhu, kuti ʋaʋone maɓasa enyu akanaka, ʋakudze Ƃaba ʋenyu ʋari kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Naizvozvo chiedza chenyu ngachivhenekere pamberi pavanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka, vakudze baba venyu vari kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Saizvozvowo, chiedza chenyu ngachivhenekere vanhu kuti vaone mabasa enyu akanaka varumbidze Baba venyu vari kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Saizvozvowo, chiedza chenyu ngachivhenekere vanhu kuti vaone mabasa enyu akanaka varumbidze Baba venyu vari kudenga. Viz kapitola |