Mateo 4:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo dhiabhori akamutora akaenda naye muguta dzvene uye akandomuita kuti amire pachiruvi chetemberi, akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Diaborosi akamuisa muguta dɀene, akamumisa paciruʋu cetembere, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Dhiabhori akaenda naye kuguta dzvene, akamumisa pachiruvi chetemberi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari, Viz kapitola |