Mateo 4:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kubva panguva iyoyo zvichienda mberi, Jesu akatanga kuparidza achiti, “Tendeukai nokuti umambo hwokudenga hwava pedyo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kubva paŋguʋa iyeyo Jesu wakataŋga kuparidza, aciti: Tendeʋukai, nokuti ʋushe bgokuɗeŋga bgasweɗera pedyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Kubva panguva iyeyo Jesu akatanga kuparidza, achiti, “Tendeukai, nokuti ushe hwokudenga hwaswedera pedyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kubvira nguva iyoyo Jesu akatangisa kuparidza achiti pindukai nokuti umambo hokudenga hwaswedera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kubvira nguva iyoyo Jesu akatangisa kuparidza achiti pindukai nokuti umambo hokudenga hwaswedera. Viz kapitola |