Mateo 4:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 vanhu vaigara murima vakaona chiedza chikuru; kune avo vaigara munyika yomumvuri worufu, chiedza chavhenekera.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋanhu ʋakaŋga ʋagere murima Ʋakaʋona ciedza cikuru; Naʋakaŋga ʋagere panyika yorufu nomumumvuri worufu, Ciedza cakaʋaɓuɗira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Vanhu vakanga vagere murima Vakaona chiedza chikuru; Navakanga vagere panyika yorufu nomumumvuri worufu, Chiedza chakavabudira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vanhu vakanga vagere murima vakaona chiedza chikuru navavo vakanga vagere munyika nomumumvuri worufu chiedza chakavabudira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 vanhu vakanga vagere murima vakaona chiedza chikuru navavo vakanga vagere munyika nomumumvuri worufu chiedza chakavabudira.” Viz kapitola |